Kana dziri nhau dzezvematongerwo enyika, chiri kutaura vanhu mazuva ano iCAB3. Justice Minister Ziyambi Ziyambi akaisa bill iyi paParliament, ichida kuwedzera nguva yemupresident kusvika 2030 uye kuti vatsva vasarudzwe neParliament, kwete nevanhu. VaChamisa nevanopikisa vari kuti hazviite, vachida transitional government. ZANU-PF inoti inoda kuenderera mberi neVision 2030, asi vakawanda vari kuti izvi zvinoshandura democracy yedu. Ko, tiri kuenda kupi chaiko nesarudzo idzi?
Only 0 members so far — this community is just getting started. Join free on Teka, reply to posts and earn real money from your content.